Cydin

inogadzirwa ne lobostemon uye grape seed. Sekuziva kwedu lobostemon ndiwo muti unorapa siki, urinary tract infection uye bilhazia.

Pose pamuchazoona lobostemon ngazvitaure mukati mako

Cydin ndiyo inoita bass rekunotsvaka dambudziko fine munhu kana kuti root cause kana kuti Ku diagnizer dambudziko remunhu. Ndiri bass guru re Cydin

Cydin inopedza kuzvimba kwemakumbo

Cydin inopedza ma varicourse veins

Cydin ndi chiramba kusakara ( anti ageing). Hauunyani kumeso zvekumhanya

Inopedza dambudziko rekurwadziwa wapedza kuita wiwi

Unorapa urinary tract infection

Cydn inorapa maronda

Cydin inogeza tsvina muropa netsinga

Cydn inorapa moyo

Cydn inorapa diabetics ne BP

Ose ma chronic diseases anoda Cydin

Cydin inorapa mazino anorwadza

Cydn Inorapa cancer

Cydin inowedera Immune System yemunhu

Cydin inorapa ma dead cells.

Cydin inowedera Immune System yemunhu

Inopa chikafu ku ma cells (anti oxidant)

Kana muine murwere arikupedza nguva yakawanda akarara panhovo, mupei Cydin kurapa bedsores

Vatambi vebhora kana chembere vane makumbo anorwadza vapei Cydin

On Offer or WantedOn Offer